Nyawira sezita
Mataridziko
Nyawira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Munyaradzi Nyawira; Nessie Nyawira; Rahab Nyawira
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Kikuyu vanoti wawira (n. the one that works) vachireva mushandi.
- Kikuyu vanoti nyawira (n. the hard-working one) vachireva munhu anoshanda zvakasimba.