Nyamuranga

Kubva Wikipedia

Nyamuranga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Patrick Nyamuranga; Ngonidzashe Nyamuranga; Michael Nyamuranga; Tinaye Nyamuranga.
  • muranga, mucheni kana cheni imhando yehove inonzi (Tiger fish) kuEnglish.
  • Muranga (medicine for quarrelsome wife & children).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.