Nyabira sezita
Mataridziko
Nyabira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Brian Nyabira; Andrew Nyabira; Mariam Nyabira; Protus Nyabira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.
- Swahili inoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe). VaIkizu vanoti rikabira (tribe) kureva rudzi.
- VaKabwa inoti kabhira (tribe) kureva rudzi. VaGwere neVaGungu vanoti kibira (forest) kureva sango.
- C'Lela inoti bìlà̱ (n. river bank, shore) kureva gombe rerwizi. Mamwe mazwi: bílà̱ (v. change statement). Sangho vanoti bira (n. struggle).
- Kimbundu inoti kabila (n. cattle breeder, shepherd). Uyo Ibibio vanoti bire (v. become black; become ripe).
- Hadiyya inoti biira (1. outside, exterior; 2. farm; 3. plain land, plain; 4. wilderness).