Nyabeze

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyabeze izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLingala vanoti beze (kiss) kureva tsvodi. Izwi rokuti beze rinobva kuFrench inoti bassier.
  • VaNyungwe vanoti kubesera kana kubeseraka (to wake up early) kureva kumukira.
  • VaNyungwe vanoti bese (ideophone that means - to wake up early, to be at dawn) inyaudzosingwi inoreva kumukira.