Mwero wekugara
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuBeza)
Chinyorwa chino chiri kuunganidza mashoko anoreva mugariro wakaitwa nemunhu pangava pachigaro kana pasi.
- Chisero, bondokoto (sitting cross legged; sit tailorwise) zvichireva kupfunya chisero.
- Kukwanyira (Sit decently especially women and children).
- Kutonona, kuzuzumara, kusunzumara, kuita mutonono (sit on heels).
- Kusatuka, satuka kana kudendemara (sit upright).
- Kuvhumbamira, kurarira mazai, kugarira mazai, kurindira mazai (sit on eggs).
- Beza kana tera (ideophone of Sitting quietly) iri nyaudzosingwi inotaura munhu akagara akazvinyararira. Zvichida ndipo panobva mazita okuti Mabeza uye Nyabeze?
- beya kana mapeya (Unseemly way of sitting). Rega kuita beya unopindwa nemhepo: do not sit with your legs apart and knees bent, you will get a chill.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mbwandakata kana bondokoto (ideo of Sitting cross-legged).