Ntegeka sezita

Kubva Wikipedia

Ntegeka izita remhuri rinowanikwa muUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Esther Ntegeka; Jovia Ntegeka; Mary Ntegeka; Joseph Ntegeka.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lugwere inoti ntegeka (n. readiness, preparation, arrangement, schedule, plan). Fananidzai nokuti kuteya.
  • VaGwere vanoshandisa g pane dzimwe nzvimbo patinoshandisa y muChiShona.