Njere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Njere (Wisdom, cleverness).

  • Kushaya, nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakera. It is unwise for a girl to fight sadza with her fist.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kupanga njelu (to plan, to purpose, wits, sense). VaChewa vanoti nzeru (art, skill, wisdom, a piece of wisdom).
  • VaNyungwe vanoti ndzeru kana nzeru (n. wisdom, knowledge, intelligence) kureva njere.
  • VaWanga vanoti injero (example; way; method). VaMambwe vanoti nzelu (intelligence, clevernesse).
  • VaVenda vanoti vhu tali (n. wisdom). VaZigula vanoti ulanga; upapala kana ubala (n. wisdom; artfulness; shrewdness; cleverness).