Kupambadzirwa

Kubva Wikipedia

Kana kuchinzi simbi kana chimwe chinhu chinopambadzirwa (malleable in English) zvinoreva kuti chinokwaniswa kurohwa nenyundo chikatsvetera chichitambanuka chisingadimbuke. Simbi dzinenge gold, copper, nickel, aluminium dzinopambadzirika zviri nyore.

Kupambadzika (to be even, level, smooth, to flatten) apa kureva chiro chakakwenenzweka, chakaita muchechetere kuenzana.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kumbwanda (Trample down, flatten e.g. grass). Imbwa yambwanda uswa payanga irere: the dog flattened down the grass where it was sleeping.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sangho vanoti pambo (n. flat; panel). Mamwe mazwi: pamboti (n. scapula).
  • ChiNembe vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco).