Svetuka kuchirochemo

Nhango yeNhetembo

Kubva Wikipedia

Nhango (didactic poem, instructive poem) nyaya kana nhetembo dzinotaurwa nechinangwa chokudzidzisa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mang'anja vanoti chirango (n. instruction) kureva nhango. VaYao vanoti chirango (chant).
  • Mang'anja vanoti kulanga (to instruct; reprove; punish with words or stripes) kureva kuranga. VaChewa vanoti malango (wisdom, counsel).
  • Umbundu vanoti kutanga (Give heed to instruction). Zigula vanoti kutanga (v. to comprehend; distinguish; recognize).
  • VaKongo vanoti tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.
  • Kikongo vanoti tangisa (v. to teach, instruct, teach to read) kureva kudzidzisa.
  • VaLamba inoti langa (v. Show; point out, arrange, direct, manage; command, instruct, punish, correct).