Svetuka kuchirochemo

Kuranga

Kubva Wikipedia

Kuranga (to punish) zvinoreva matanho anorwadza anoitirwa kumunhu apara mhosva nechinangwa chekudzidzisa kuti zvaitwa hazvina kururama uye kuti asazopamhazve zvaita kuti arangwe.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Genesis 4:13, ... Kuororwa kwangu kunopinda ukwo kwendingakona kutwara: My punishment is greater than I can bear.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaHerero vanoti horora (expose; lay open to view). Mamwe mazwi horora kana tyinyuka (to make public; publish).
  • VaChewa vanoti kulanga (punish, avenge, chasten, chastise).
  • VaNyungwe vanoti kulanga (v. counsel, give advice) kureva kuranga.
  • Kimbundu vanoti -beta (v. to punish) kureva kuranga.