Nyaneka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNhaneca)

Nyaneka mutauro weBantu unowanikwa kuAngola.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyaneka vanoti ongombe (n. ox) kureva dhonza.
  • Nyaneka vanoti ombula (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Nyaneka vanoti okutala (v. to watch) kureva kutarisa.
  • Nyaneka vanoti ondjala (n. hunger) kureva nzara.
  • Nyaneka vanoti sekulu (n. elder) munhu mukuru.
  • Nyaneka vanoti okulia (v. to eat) kureva kudya.
  • Nyaneka vanoti omvoko (n. hands) kureva mawoko. Mamwe mazwi: okulonga (to advise; counsel; guide).
  • Nyaneka vanoti tyoto (n. fireplace) kureva choto. Mamwe mazwi: okueleka (v. to hit).
  • Nyaneka vanoti okupua (v. end; finish; terminate; cease) kureva kupera. Fananidzai nokuti kupwa.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyaneka vanoti ongula (n. morning) kureva mangwanani.
  • Nyaneka vanoti elitoko (n. vain person) munhu anoita zvenhando.
  • Nyaneka vanoti mbwale (n. older brother) kureva mukoma.
  • Nyaneka vanoti tito (adj. little one) kureva kadiki.
  • Nyaneka vanoti ombambi kana mbwale (n. bush goat) kureva mbudzi yemusango.
  • Nyaneka vanoti okumona (n. own wealth)?.
  • Nyaneka vanoti omutenha (n. sun) kureva zuva.
  • Nyaneka vanoti tchapona kana chapona (n. something that got worse)?.
  • Nyaneka vanoti omaulu (n. legs) kureva makumbo.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.
  • Nyaneka vanoti o (n. ox) kureva d.

[1]

  1. https://ia600909.us.archive.org/27/items/diccionarioport00fathgoog/diccionarioport00fathgoog.pdf