Ngwanja sezita

Kubva Wikipedia

Ngwanja izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Tanzania neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Phinias Ngwanja; Gladmore Ngwanja; Hansy Ngwanja; Saimon Ngwanja.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu inoti ungwanja (n. ridge of hair in middle of head) kureva zhumu.