Svetuka kuchirochemo

Ngende sezita

Kubva Wikipedia

Ngende izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, Tanzania neCameroon.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Ngende; Pauline Ngende; Eugene Ngende; Erasme Ngende.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti ngende (n. pilgrim, walker, hiker, wanderer (derives from the verb kuenda) kureva guta kana muendi.