Nehanda sezita

From Wikipedia

Nehanda izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Ghana neUnited States of America.

  • Vanhu vane zita iri: Precious Nehanda; Proud Nehanda; Isheanesu Nehanda; Nehanda Wheeler; Nehanda Imara.
  • Handa (puppy, cub) kureva mbwanana.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Sangho inoti handa (n. temptation, deceptive enticement) kureva kuchengedza. Mamwe mazwi: vanoti handa (v. attract & hold attention - in a good or bad way).
  • Sangho inoti handa (to fascinate by holding out a deceptive/hidden prospect - tease, kid, amuse, tempt, entice, bluff).
  • Tsuvadi inoti háándà kana ándà (bark of tree) kureva gwati remuti.