Nadia Nakai

Kubva Wikipedia

Zita re mhuri riri papeji rino ndi Kandava na Dlamini

Nadia Nakai
Horokodzwa yake
Zita rokuzvarwa Nadia Nakai Dlamini
Ruzvarwa 18 Chivabvu 1990 (zera 31)

Afurika Chamhembe

Jonera Hip hop, mumble rap
Usevenzi:
  • Murhepa
  • munyori wenziyo
  • munhu we terevhizheni
Zviridzwa: izwi
Makore achisevenza 2011–kuikozvino
(Ma)Rebeu
Hwadzano:

Nadia Nakai Kandava (kanazve Dlamini; akazvarwa 18 Chivabvu 1990), muRhepha weZimbabwe akazvarwa kuAfurika Chamhembe, munyori wenziyo uye munhu we terevhizheni.

Uhwana uye Kudzidza[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nakai akazvarwa kuAfurika Chamhembe. Baba wake muzvarwa wekuAfurika Chamhembe, asi amai wake ndewechiZimbabwe. Paakange ane makore gumitanhatu, zita rake remhuri rakashandurwa kubva kuna baba wake kuitwa ra amai wake.

Nakai akaenda ku Fourways High School kuJobheki, Afurika Chamhembe gore basi ndokupedzisira chikoro kuKenya. Akazota dzidza dhigirii re kumakheta, kutaudza, uye rudzidzo rwe midhiya kuYunivhesiti ye Monash, muJobheki.