Dlamini
Mataridziko
Dlamini izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neEswatini.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.
- MaZulu vanoti uDlamini (dla +loc. imini, lit. midday eater) kureva munhu anodya masikati.
- MaZulu vanoti indlamini (Midday meal, lunch).
- MaZulu vanoti Dlamini (1. A clan name, ancestral name; 2. Dlamini tribe).
- MaNdebele vanoti emini kureva masikati. Nyanja inoti mwenje (light, shine or gleam).
- Kikongo inoti mini (n. light, a light, torch, candle, lamp, lantern) kureva mwenje.
- VaKongo vanoti minika (v. enlighten; show a light, to give a light, gleam) kuvheneka.