N'wadhi ra Habhakuki
Mataridziko
| <<<< Nahumi | >>>> Zefania |
|---|
N'wadhi ra Habhakuki in'wadhi rechisere muman'wadhi esvikiro guminembiri dzidoko muBhaibheri rechiHebheru uye mu Testamende Yekare ye Chikristu. Rinonzi rakanyorwa na Svikiro Habhakuki uye rinogona kunge rakanyorwa muzanagore rechinomwe BC.