Testamende Yekare

Kubva Wikipedia
<<<< Bhaibheri Man'wadhi emuBhaibheri >>>> Mavambo

Testamende Yekare kana Testamenthe Yechikare chikamu chekutanga chemuBhaibheri chinogashirwa muUkristu, rineman'wadhi makumimairi-nenna eBhaibheri rechiHebheru kana Tanakh, chiunganidzo chezvinyorwa zvechinamato zveChihebhery neVaisiraeri. Chikamu chechipiri chinonzi Testamende Itsva, chakanyorwa muChikoine-giriki.

Ringai zve[chinjirudza | chinjirudza mabviro]