Svetuka kuchirochemo

N'wadhi ra Nahumi

Kubva Wikipedia
<<<< Mika >>>> Habhakuki

N'wadhi ra Nahumi in'wadhi rinomwe resvikiro guminembiri dzidoko dzemuBhaibheri rechiHebheru. Rinonzi rakanyorwa na Svikiro Nahumi, uye rinogona kunge rakanyorwa muJerusarema muZanagore rechiNomwe BC.

N'wadhi ra Nahumi rine zvitsauko zvitatu.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]