N'wadhi ra Zefania

Kubva Wikipedia
<<<< Habhakuki >>>> Hagai

N'wadhi ra Zefania kana Zefaniya (Chihebheru: צְפַנְיָה, Ṣəfanyā; dzimwe nguwa rinoRatinwa sa Sophonias) isvikiro yechipfumbamwe pakati pesvikiro guminembiri dzidoko, anotevera Habhakuki uye achizoteverwa na Hagai muBhaibheri. Zefania kana kuti Safaniya sepaChihebheru svinoreva kuti Tsvitswanashe/Dzivirwanashe kana kuti Isheatsvitsa kana futi, izita rechirume.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]