Svetuka kuchirochemo

Mwenza sezita

Kubva Wikipedia

Mwenza izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Peggy Mwenza, Eric Mwenza, Mwenza Jeng.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaGulu vanoti mwenda (cloth) vachireva jira.
  • VaGulu vanoti mwenda mkulu (n. robe) vachireva gemenzi.
  • Kinande inoti omwenda (nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: omwenda (n. habit).