Mwanza sezita
Appearance
Mwanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Joseph Mwanza; Nyasha Mwanza; Terrence Mwanza.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emutauro yeBantu anotodzana.