Svetuka kuchirochemo

Mutunhu

Kubva Wikipedia

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaTonga vanoti ilundu kana malundu pakuwanda (n. a hill) vachireva chikomo.
  • Lenje inoti tunta (swell up; rise & fall). Lenje inoti tunta (hilly or undulating - of land).
  • VaLenje vanoti tunta-tunta (be hilly or undulating, up and downs).
  • Lenje inoti tuntuka (appear, come in sight, present itself; be offered, brought to notice).
  • VaTaabwa vanoti kutunuka (v. to climb, ascend, mount).
  • VaTaabwa vanoti kutunusya (v. To raise, to lift, to put higher, exhaust).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.