Mutongoreya

Kubva Wikipedia

Mutongoreya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti tongorya (to precede, to go before, to take the lead) kureva kuenda mberi kana kutungamira.
  • VaDigo vanoti tongoya (to precede) kureva kuenda mberi kana kutungamira.
  • VaKikuyu vanoti mutongoria (n. leader) kureva mutungamiri.
  • VaKikuyu vanoti kotongoria (to go before; lead) kureva kutungamira.