Muto

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muto ndiwo mvura inosara mupoto kana muchunge mabikwa nyama uye unoseveswa sadza.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Gapu irindwa nomumwe, vaviri muto unotsva. The relish-pot must be attended by one (only); two will cause the gravy to get burnt.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]