Mutari sezita

Kubva Wikipedia

Mutari izita revanhu rinowanikwa kuZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Bruce Mutari; Emmanuel Mutari; Joseph Mutari; Chengetayi Mutari.
  • Mazita ari pedyo: Mudari sezita, Mtali sezita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nsenga vanoti mutali (n. length, depth, height). Mamwe mazwi: talifya (v. lengthen).
  • Bemba vanoti umuana umutali (n. tall child) vachireva mwana murefu. Bwile vanoti mutali (adj. long) kureva kureba.
  • Venda inoti mutali (n. clever; bright) vachireva mungwaru. Kikuyu vanoti mutari (n. blackberry).
  • Nyanja vanoti mtali (n. length, depth, height). Kikuyu vanoti mutari (n. accountant).