Mutaira sezita
Mutaira kana Mutayira izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Peter Mutayira; Gladys Mutayira.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nsenga vanoti taila (v. put a canoe across a river).
- VaLenje vanoti kutaila (to not eat, to abstain) vachireva kusadya kana kutsanya. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Mutayira, Mutaira kana Mataire?
- VaLenje vanoti kutaga (to sell) vachireva kutengesa. Mamwe mazwi: kutagira (to sell for; sell to).
- VaMaconde vanoti kutaila (to lay eggs) vachireva kukandira mazai.