Mataire

Kubva Wikipedia

Mataire izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yaBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti kutaila (to not eat, to abstain) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva kusadya kana kutsanya. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Mutayira, Mutaira kana Mataire?