Kutsanya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuzira kana kutsanya zvinoreva kumborega kutora zvidyo munhu achipinda panguva yokunamata.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kuzira (abstain from food, refuse to eat) rinotaurwa kuLenje neGiryama.
  • Vatauri veLuganda vanoti omuzira (snow, frost, hail).
  • VaHerero vanoti zira (reply).