Musonza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Musonza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti gusonza (to be hungry). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita reShona rinonzi Musonza?