Musika (Kunotengeswa)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Leo Markt.JPG
Wet market in Singapore

Musika (market) inzvimbo inotengeserwa zvinhu zvikurusei muriwo nemichero. Asi musika unogonawo kuva musika wezvimwe semusika wemari kana wembatya.

Musika mukuru unozivikanwa musika wekuMbare

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweYao vanoti msika (a place where a crowd is accustomed to gather) kureva nzvimbo inosisangana vanhu.