Muronga Suez Canal

Kubva Wikipedia

Muronga Suez canal muronga wakacherwa pakati peAfrica neAsia; Egypt inenge iri kuChamhembe kwakadziva kuMadokero uye Saudi Arabia neIsrael dziri kuMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuva. Muronga uyu wakacherwa kuitira kuti zvikepe zvaibva kuEurope zvichienda kuAsia zvisatenderera nekuzasi kweSouth Africa asi kuti zvigurire negungwa Mediterranean.