Muringi sezita
Mataridziko
Muringi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Fungayi Muringi; Ruvimbo Muringi; Rindai Muringi; Dennis Muringi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.