Murenzvi

Kubva Wikipedia

Murenzvi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGanda vanoti omulenzi kana mlenzi (boy, a youth, a young person), vachireva mukomana kana munhu wechidiki.
  • VaChewa vanoti mulenji (boy), kureva muvhimi.