Murekwa

Kubva Wikipedia

Murekwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Audrey Murekwa; Michelle Murekwa; David Murekwa; Dorcas Murekwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWanga vanoti omulekhwa (n. orphan; widow; widower; one left).