Muravu sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muravu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Muravu (a snare of sticks and a string for hares). Izwi iri rinotaurwa kuChiNdau. Muravu izita remhuri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTiriki vanoti vulavu (in an open place, plainly, publicly, openly) vachireva pachena kana paruzhinji.
  • VaTiriki vanoti vulavu (whiteness, cleanness, brightness, lightness, purity) vachireva kuchena.