Mupurura sezita
Mataridziko
Mupurura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Elias Mupurura; Obray Mupurura; Caroline Mupurura; Farai Mupurura.
- Mazwi ari pedyo: kupurura; kupuruzira; mhururu, mupururu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.