Kupururudza

From Wikipedia
(Redirected from Mhururu)
Jump to navigation Jump to search

Kupururudza (to ululate) zvinoreva kuridza mhururu.

  • Pakupemberera apa panoti vakadzi vanoridza mhururu, varume vachiridza mheterwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti mbululu (the cries of women expressive of joy) - zvichida vachireva mhururu?