Mupudzi sezita

Kubva Wikipedia

Mupudzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Rueben Mupudzi, Fungayi Mupudzi.
  • Mapudzi anowira kusina hari.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti impuzi kana izimpuzi pakuwanda (n. person fond of drink) vachireva chidhakwa.
  • MaZulu vanoti isiphuzi kana iziphuzi pakuwanda (n. Habitual drinker, drunkard) vachireva chidhakwa.
  • VaMambwe vanoti mupuzi (n. a person who works for food or payment in kind) vachireva munhu anoshandira chokudya kana zvimwe zvisiri mari.