Mapudzi
Mataridziko
Mapudzi chirimwa chine dzinde rinotambarara chinokurira pasi semanhanga.
Zvirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mapudzi anowira kusina hari. Chirevo ichi chinotaurwa kureva kuti dzimwe nguva zvinhu zvakanaka zvinowanikwa neavo vasina hanya nazvo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Sepedi vanoti maraka kureva mapudzi. Lozi vanoti malaka kureva mapudzi.
- IsiZulu vanoti amaswelwa kureva mapudzi. Setswana vanoti makgomane kureva mapudzi.
- Nsenga vanoti mphonda kureva mapudzi. Sesotho vanoti manyai kureva mapudzi.
- Subiya vanoti matila kureva mapudzi. Sesotho vanoti manyai kureva mapudzi.