Mupfuti

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupfuti (brachystegia boehmii tree) rudzi rwemuti unowanikwa munyika dzinosanganisira: Angola, Botswana, Democratic Republic of the Congo, Malawi, Mozambique, Zambia neZimbabwe. Muti uyu unoita makavi akanaka anoshndiswa kuvaka nekuruka zvirukwa zvakadai senhava netyava.

Dariro[chinja | edit source]