Mupfura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Maruva eMupfura
Mapfura mambishi
Sapling with distinctive emarginate leaflets with toothed margins, features not present in adult plants

Mupfura, mushomo kana mufuna (n. Sclerocarya birrea. Sclerocarya caffra. Marula tree) rudzi rwemuti wemuchero unowanikwa muZimbabwe. Mupfura unoreba zviri pakati nepakati uye muti unokurumuka mashizha.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaVenda vanoti mufula (n. Sclerocarya birrea. Sclerocarya caffra. Marula tree) kureva mupfura.
  • VaVenda vanoti fula kana mafula (n. Sclerocarya birrea. Sclerocarya caffra. Marula tree) kureva mapfura.

Zvakakochekerwa[chinja | edit source]