Mupfura
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMufuna)
Mupfura, mushomo kana mufuna (n. Sclerocarya birrea. Sclerocarya caffra. Marula tree) rudzi rwemuti wemuchero unowanikwa muZimbabwe. Mupfura unoreba zviri pakati nepakati uye muti unokurumuka mashizha.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaVenda vanoti mufula kureva mupfura. Venda vanoti fula kana mafula kureva mapfura.
- Xitsonga vanoti makanyi kureva mapfura. Xitsonga vanoti vukanyi kureva doro rinobikwa nemapfura
- Siswati vanoti emuganu kureva mapfura.