Svetuka kuchirochemo

Mupare sezita

Kubva Wikipedia

Mupare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Mupare; Simbarashe Mupare; Promise Mupare; Juliana Mupare.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.