Munyevhe

Kubva Wikipedia

Munyevhe kana nyevhe (Cleome gynandra) muriwo unodyiwa muZimbabwe unowanikwa musango. Uyu mumwe yemiriwo yechivanhu wakagara uriko. Mamwe mazita unonzi: rune, tsuna kana bangara.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kuhwunaira kana kudzonza (Search for intently).
  • Ari kuhwunaira nyevhe: he is absorbed in his search for a kind of wild spinach.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]