Mukwakwa sezita

Kubva Wikipedia

Mukwakwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Ronald Mukwakwa; Josphat Mukwakwa; Matheus Mukwakwa; Noah Mukwakwa.
  • Mamwe mazwi: mukwakwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.