Ndarama

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMukore)

Iyi isimbi ine ruvara rwakada kuita kunge pakati pezai mbishi uye riine kupenya. Simbi iyi inodaidzwa kunzi gold pa chiRungu. Simbi iyi ndiyo inokwanisika kupambadzirwa kupfura dzimwe simbi dzese. Inoshandiswa pakugadzira zvinemeso zvinodhura zvinenge mhete, ndoro, chuma. Inoshandiswawo kugadzira zvinhu zvemagetsi zvinodhura nekuti ino kwanisa kufambisa magetsi (conductor).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]