Kuwonga Goridhe

From Wikipedia
(Redirected from Kuwonga Mukute)
Jump to navigation Jump to search

Kuwonga Goridhe (panning alluvial gold) zvinoreva kuunganidza goridhe rinowanikwa mujecha rerukova uchishandisa dhishi rakapwashamara nemvura.

Tsika[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaHerero vanoti vonga kana onga (collect, gather up, heap up, accumulate) zvichireva kuunganidza.
  • VaHerero vanoti omaongero (n. collection, gathering). VaHerero vanoti omuonge (n. collector).
  • MaZulu vanoti onga (Skim, take off the surface).