Mukaya sezita
Mataridziko
Mukaya izita remhuri rinowanikwa muZambia, Kenya, Namibia neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Nessy Mukaya; Mukaya Mwaka; Patrick Mukaya; Deborah Sikisa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.