Mujeri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mujeri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti mu-jeri kana m'jeri (sincere; genuine) vachireva munhu anorevesa. VaGiryama vanoti ujeri (truthfulness, sincerity, justice).
  • VaGiryama vanoti mutu wa-jeri (honest or sincere person) vachireva munhu akatendeka.
  • VaGiryama vanoti jeri (truth, genuine) vachireva chokwadi. VaGiryama vanoti ni jeri (certainly).
  • MaZulu vanoti umjele (1. Bull or large male animal already beyond its prime; 2. Girl well beyond marriageable age) kureva bhuru hora kana musikana apfuura zera rekuroorwa.